Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 55:10

Isaya 55:10 BDSC

Sezvinoita mvura nechando zvinoburuka kubva kudenga, zvisingadzokeriko zvisina kudiridza nyika nokuita kuti ibukire uye ibereke zvakawanda, kuitira kuti iberekere mudyari wembeu, uye ipe chingwa kune anodya