Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 14:26-27

Isaya 14:26-27 BDSC

Iyi ndiyo pfungwa yakarongerwa nyika yose; urwu ndirwo ruoko rwakatambanudzirwa pamusoro pamarudzi ose. Nokuti Jehovha Wamasimba Ose akazvironga zvino ndianiko angamukonesa? Ruoko rwake rwakatambanudzwa ndianiko angarudzora?