Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 4:15-16

VaEfeso 4:15-16 BDSC

Asi, tichitaura chokwadi murudo, tichakura pazvinhu zvose maari iye musoro, iye Kristu. Kubva maari muviri wose, wakasanganiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nenhengo dzose dzichiusimbisa, unokura uye unozvivaka murudo, sezvo mutezo mumwe nomumwe uchiita basa rawo.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 4:15-16