Chengeta zuva reSabata rive dzvene, sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako. Ubate basa mazuva matanhatu, nokuita basa rako rose, asi zuva rechinomwe iSabata kuna Jehovha Mwari wako. Nomusi uyo usabata basa ripi zvaro, kunyange iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, uye murandarume kana murandakadzi wako, nenzombe yako kana mbongoro yako kana chimwe chezvipfuwo zvako, nomutorwa ari mukati mamasuo ako, kuitira kuti murandarume nomurandakadzi wako azorore sewe.
Verenga chikamu Dhuteronomi 5
Terera ku Dhuteronomi 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Dhuteronomi 5:12-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo