Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 2:9-11

1 VaKorinde 2:9-11 BDSC

Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Hakuna ziso rakaona, hakuna nzeve yakanzwa; hakuna zvakapinda mumurangariro womunhu, zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.” Asi Mwari akazviratidza kwatiri isu noMweya wake. Mweya anonzvera zvinhu zvose, kunyange nezvakadzika zvaMwari. Nokuti ndianiko pakati pavanhu anoziva ndangariro dzomunhu kunze kwomweya womunhu uri mukati make? Saizvozvowo hakuna munhu anoziva ndangariro dzaMwari kunze kwoMweya waMwari.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 VaKorinde 2:9-11