Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 12:4-7

1 VaKorinde 12:4-7 BDSC

Kuna marudzi akasiyana ezvipo, asi Mweya ndomumwe. Kuna marudzi akasiyana oushumiri, asi Ishe mumwe. Kuna marudzi akasiyana amabasa, asi Mwari mumwe ndiye anoita zvose muvanhu vose. Zvino mumwe nomumwe anopiwa kuratidzwa kwoMweya kuti vose vabatsirwe.