Akakomborerwa munhu anofunga vanhu venhamo TENZI anomununura pazuva renhamo. TENZI anomuchengeta nokumuraramisa; achamupa rufaro panyika. Hamuisi mumaoko avavengi vake. TENZI achamusimbaradza paanenge arere nokurwara. Munosandura kurwara kwake muchimupa utano.
Verenga chikamu Nziyo 41
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 41:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo