Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 34:1-4

Nziyo 34:1-4 SCLB

Ndicharumbidza TENZI nguva dzose kumurumbidza hakuchabvi pamuromo pangu. Ini ndinodada naTENZI. Dai varombo vakazvinzwawo vafare. Ngatikudzei TENZI pamwechete neni, ngatirumbidzei zita rake pamwechete. Ndakatsvaka TENZI akandipindura; akandinunura kunazvose zvaindityisa.

Verenga chikamu Nziyo 34