Anondimutsiridza mwoyo achinditungamirira munzira dzoururami pamusana pezita rake. Kunyange ndikafamba mumupata werima rakati kwirindindi handingatyi chakaipa nokuti imi muneni. Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Verenga chikamu Nziyo 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 23:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo