nemi madzimambo apasi nemi vanhu vose, imi machinda nemi vatongi vose vapasi nemi majaya nemhandara pamwechete imi vakwegura nemi vana, rumbidzai zita raTENZI nokuti zita rake roga ndiro riri pamusorosoro, mukurumbira wake, denga napasi zvinosara pasi. Akaita kuti vanhu vake vave rudzi rune simba varurami vake vose ngavarumbidzwe ngavarumbidzwe vanhu veIsiraeri vari pedyo naye. Areruya.
Verenga chikamu Nziyo 148
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 148:11-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo