Tsumo 4:5-7
Tsumo 4:5-7 SCLB
Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu. Usasiane noungwaru, ihwo huchakuchengeta hude, ihwo huchakuchengetedza. Chinhu chokutanga paungwaru, wana ungwaru. Pana zvose zvaungawane wana kunzwisisa.”

