Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vafiripi 2:6-9

Vafiripi 2:6-9 SCLB

Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko. Asi akazvidurura zvokuzvikwengura iye pachake akatora chimiro chomuranda akaberekwa akangoitawo zvakangoita vanhu. Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa. Naizvozvo Mwari akamusimudzirawo pamusorosoro akamupa zita rapamusorosoro kupfuura mazita ose

Verenga chikamu Vafiripi 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVafiripi 2:6-9