Gungano rose rakanyunyutira Mosesi naAroni vachiti, “Dai takafira zvedu kunyika yeIjipiti kana kuti tifire zvedu murenje muno! Seiko Mwari achida kuenda nesu kunyika iyoyo kundotiurayisa nehondo? Madzimai edu navana vedu vachatapwa. Hazvingatinakire here kana tikadzokera zvedu kuIjipiti?” Saka vakataurirana vachiti, “Ngatisarudzei mutungamiriri tidzokere kuIjipiti!”
Verenga chikamu Kuverengwa 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kuverengwa 14:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo