Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 5:17-18

Mateu 5:17-18 SCLB

“Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa. Nokuti ndinokutaurirai zvechokwadi chaizvo kuti denga napasi zvingapfuure zvazvo asi hapana kana kabhii kana kaga zvako komutemo kachabviswa mumutemo kusvikira zvose zvaitika.

Verenga chikamu Mateu 5