“Chionai, zvanzi naTenzi mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nemba yokwaJudha. Chichange chisina kufanana nechitenderano chiya chandakaita namadzitateguru avo pandakavabata ruoko ndichivaburitsa munyika yeIjipiti, chitenderano changu chavakaputsa kunyange zvazvo ini ndiri ini ndaiva murume wavo, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Verenga chikamu Jeremiya 31
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 31:31-32
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo