Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 28:15-16

Jeremiya 28:15-16 SCLB

Muporofita Jeremiya ndokuti kumuporofita Hananiya, “Chinzwa Hananiya! Tenzi haana kumbokutuma iwe! Asi uri kuita kuti vanhu ava vavimbe namanyepo. Naizvozvo zvanzi naTenzi, ‘Chinzwa, ndava kukupfuudza pamusoro payo nyika.’ Iro gore rino chairo uchafa nokuti wakaburitsa mazwi okupandukira Tenzi.”

Verenga chikamu Jeremiya 28