Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 43:5-7

Isaya 43:5-7 SCLB

Usatye nokuti ndinewe, vana vako ndichavaunza kubva kumabvazuva ndichikukokorodzai kubva kumadokero. Ndichati kune vokuchamhembe, regai vanhu ava; kune vokumaodzanyemba ndichiti, musavarambire; unzai vanakomana vangu kubva kure ikoko navanasikana vangu kubva kwakaperera nyika, wose zvake wandakadaidza nezita rangu wandakasikira mbiri yangu wandakaumba, wandakaita.”

Verenga chikamu Isaya 43