Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 41:9-10

Isaya 41:9-10 SCLB

Iwe wandakatora kubva kwakaperera nyika ndikakudaidza kubva kure kure, ndichiti kwauri ‘Iwe uri muranda wangu ndakusarudza handina kukurasa. Naizvozvo usatye nokuti ndinewe. Usatambudzike zvako mumwoyo nokuti ini ndini Mwari wako. Ini ndichakusimbisa ndichikubatsira, ndichakutsigira noruoko rwangu runokurira.’

Verenga chikamu Isaya 41