Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 6:13

Mavambo 6:13 SCLB

Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika.

Verenga chikamu Mavambo 6