Wakanga usina chinongo mukuita kwako kubvira panguva yawakasikwa kudzamarara pakuzowanikwa uipi mauri. Mukuwanda kwemhindu dzako dzokutengeserana wakazara utsinye ukazoita chitadzo. Ipapo ndakakukanda pasi sechinhu chakan'ora zvacho kubva pagomo raMwari. Ipapo kerubhu rokuchengetedza rakazokudzinga pakati pamabwe omoto. Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo.
Verenga chikamu Ezekieri 28
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezekieri 28:15-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo