Mambo paakaona vahosi vamambo Esita amire munhandare umu, akamuitira mwoyochena akabva asimudzira tsvimbo yake yendarama yaaiva nayo muruoko kuna Esita. Esita akaswedera akasvikobata pamusoro petsvimbo iyoyo.
Verenga chikamu Esita 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Esita 5:2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo