Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vaefeso 2:14-16

Vaefeso 2:14-16 SCLB

Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo nokudzima mutemo wemirao nezvirevo kuti aumbe maari iye munhu mumwechete mutsva panzvimbo yavaviri. Nokudaro akaunza rugare. Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo.

Verenga chikamu Vaefeso 2