Rangarira zvakaitwa naMwari. Ndiani angatwasanudze chaanenge akombamisa? Pamazuva okubudirira, fara, kana zvinhu zvaipa mazuvayo, rangarira kuti Mwari ndiye akaita mazuva okutanga aya namazuva echipiri aya kuitira kuti munhu arege kuziva zvichazoitika.
Verenga chikamu Muparidzi 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 7:13-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo