Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vakorose 3:22-25

Vakorose 3:22-25 SCLB

Imi varanda teererai muna zvose vanhu vanenge vari vatenzi venyu pasi pano, kwete zvokubata vanhu kumeso savanhu vokungoda kufadza vanhu. Zviitei nomwoyo mumwechete mutye Tenzi. Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu, sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira. Ndinodaro nokuti muiti wezvakaipa achawana mubayiro wake, pasina zvorusaruro.

Verenga chikamu Vakorose 3