Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vakorose 1:16

Vakorose 1:16 SCLB

nokuti maari, Mwari ndomaakasika namo zvinhu zvose, zviri pasi nezviri kudenga, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, kunyange vezvigaro zvokutonga kana voumambo kana kuti vane ukuru–ukuru kana madzishe. Zvinhu zvose zvakasikwa nemaari uyewo ndiye wazvakasikirwa.

Verenga chikamu Vakorose 1