Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 5:28-32

Mabasa 5:28-32 SCLB

achiti, “Takanyatsokuyambirai kuti musadzidzise nezita iri asi imi matozadza Jerusaremu nechidzidziso chenyu uye munoda kuti ropa romunhu uyu ritipfukire.” Asi Pita navapositori vakapindura vachiti, “Tinofanira kuteerera Mwari panokuteerera vanhu. Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu wamakauraya nokumurembedza pamuti. Mwari akamusimudzira kurudyi rwake somutungamiri nomununuri kuti Isiraeri ipinduke iregererwe zvitadzo. Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi uyewo Mweya Mutsvene akapiwa naMwari kuna vanomuteerera.”

Verenga chikamu Mabasa 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMabasa 5:28-32