Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 17:11-12

Mabasa 17:11-12 SCLB

VaJudha voko vakanga vachinzwisisa kupinda vaya vokuTesaronika nokuti vakagamuchira shoko nomwoyo unoda kwazvo vachiongorora mazuva ose Magwaro Matsvene kuti zvinhu izvi ndizvo here. Vazhinji vavo vakatenda pamwechete navadzimai vechiGiriki vapamusoro vakawanda pamwechetewo navarume.

Verenga chikamu Mabasa 17