Mwari weIsiraeri ataura iye Bako reIsiraeri anditi: “Kana munhu achitonga vanhu zvine ruenzaniso achitonga achitya Mwari, anoita sechiedza chemambakwedza sokupenya kunoita zuva, semangwanani asina kana kakore nechiedza chacho nemvura yokunaya ruswiswi runobva rwamera pasi.”
Verenga chikamu 2 Samueri 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Samueri 23:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo