Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 3:2-3

2 Vakorinde 3:2-3 SCLB

Iyemi ndimi tsamba yedu inotaura zvatiri, yakanyorwa pamwoyo yenyu kuti izivikanwe nokuverengwa navanhu vose. Imi pachenyu munotoratidza kuti muri tsamba inobva kuna Kristu, muchero webasa redu, isina kunyorwa neingi asi naMweya waMwari mupenyu. Haina kunyorwa pamafendefa amatombo asi pamafendefa emwoyo yavanhu.