Hapana anogara akabatana naye anoita zvitadzo. Munhu anoita chitadzo, haasati ambomuona kana kumuziva. Vanangu, musanyengedzwe nomunhu; munhu anoita zvakanaka, mururami, sezvakangoitawo Jesu mururami.
Verenga chikamu 1 Johani 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Johani 3:6-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo