Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 6:2-4

1 Vakorinde 6:2-4 SCLB

Hamuzivi here kuti vatsvene ndivo vachatonga pasi pose? Zvino kana pasi pachizotongwa nemi hamugoni here kuenzanisa tunyaya tudiki twakadaro? Hamuzivi here kuti tisu tichatonga vatumwa; kokutozoti nyaya dzoupenyu huno? Zvino kana muine nyaya dzakadaro munodziendeserei kuna vanhu vasingaverengwi nesangano?