Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 1:9-10

Varoma 1:9-10 SCLBD

Ndinodaro nokuti Mwari iye wandinoshandira nomwoyo wangu wose nokuparidza kwandinoita Shoko Rakanaka roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ini ndinoramba ndichingokudomai muminamato yangu ndichikumbira kuti, zvimwe nokuda kwaMwari, pamwe iye zvino ndipo pandingakwanise kuuya kwamuri.

Verenga chikamu Varoma 1