Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakaratidzwa 16:9

Zvakaratidzwa 16:9 SCLBD

Vanhu vakapiswa nokupisa kunotyisa kwazvo. Vakashonha zita raMwari aiva nesimba pamusoro pepfumvu uye havana kupinduka kuti vamurumbidze.