Rugare rwaMwari runopfuura kunzwisia kose ruchachengeta mwoyo yenyu nepfungwa dzenyu muna Kristu Jesu. Pokupedzisira hama dzangu, chinhu chose chinenge chiri chechokwadi kana chinoremekedzeka kana chakarurama kana chitsvene chose nechinoyevedza kana chinoyemurika nechino runako rwakanyanya kwazvo kana chinorumbidzika, nyatsozvidzamisai izvozvo mundangariro dzenyu.
Verenga chikamu Vafiripi 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vafiripi 4:7-8
3 Mazuva
Pauro anoratidza mufaro wake pamwechete nekutenda VaFiripi nerubatsiro rwaakawana kubva kwavari. Kuwedzera pane zvipo izvozvo, vatendi vakazvipira kutumira mari munguva yaaive ari mutirongo. Mwari vanoziva zvatinoda paupenyu, nekutivimbisa kutipa izvozvo. Tinoziva kuti tikauya nezvikumbiro kwaari, achatipa simba rekurarama nekukunda pane zvinonetsa. Ndiye simba redu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo