Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 3:16-18

Johani 3:16-18 SCLBD

Mwari akada pasi zvikuru zvokuti akapa Mwanakomana wake mumwechete kuti munhu wose anotenda maari arege kufa, asi kuti awane upenyu husingaperi. Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye. Anotenda maari haapihwi mhosva asi asingatendi maari atova nemhosva nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwechete oga waMwari.

Verenga chikamu Johani 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 3:16-18