Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:5-8

Johani 15:5-8 SCLBD

Ini ndini mugirepisi imi ndimi mapazi acho. Anogara mandiri ndichagarawo maari iyeyo ndiye anobereka muchero wakawanda, nokuti musineni hapana chamunogona kuita. Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. Mukaramba muri mandiri mazwi anguwo akaramba ari mamuri kumbirai zvenyu chamunenge muchida muchachiitirwa. Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu.

Verenga chikamu Johani 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:5-8