Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:23-26

Johani 11:23-26 SCLBD

Jesu akati kwaari, “Hanzvadzi yako ichamukazve.” Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?”

Verenga chikamu Johani 11

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 11:23-26