Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 1:9-12

Johani 1:9-12 SCLBD

chiedza chechokwadi, chinovhenekera munhu wose, chiri kuuya pasi pano. 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Asi vose vakamugamuchira vakatenda muzita rake akavapa simba rokuva vana vaMwari

Verenga chikamu Johani 1