Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 17:5-8

Jeremiya 17:5-8 SCLBD

Zvanzi naTenzi, “Ane rushambwa munhu anovimba nomunhu, anoti munhu, ndiye simba rake ane mwoyo wokufuratira Mwari. “Akafanana negwenzi riri mugwenga hapana chakanaka chaanowana. Achagara munzvimbo dzakaoma dzomugwenga, munyika yebare isingagare munhu. “Akakomborerwa munhu anovimba naTenzi, munhu ane chivimbo naTenzi akaita somuti wakasimwa pamvura unoendesa midzi yawo mukakova hauzozeza kupisa kana kuchiuya nokuti mashizha awo anoramba akasvibira uye hauzotyira gore rokushaikwa kwemvura nokuti haumborega kubereka muchero.

Verenga chikamu Jeremiya 17