“Vanhu venyu vose vechirume vanofanira kuuya kuna Tenzi Mwari wenyu katatu pagore, kunzvimbo yaachasarudza. Ngavauye paMazuva eChingwa Chisina Mbiriso, napaMazuva Makuru aMavhiki oKupemberera Kukohwa napaMazuva Makuru aMatumba. Hapana anouya akangobata maoko chete.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 16:16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo