Soromoni akatangisa kuvaka imba yaTenzi muJerusaremu paGomo reMoriya, paya pakanga pazviratidza Tenzi kuna Dhavhidhi baba wake panzvimbo yakanga yasarudzwa naDhavhidhi paburiro raOrinani wechiJebhusi.
Verenga chikamu 2 Nhoroondo 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Nhoroondo 3:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo