2 Nhoroondo 26:16
2 Nhoroondo 26:16 SCLBD
Pakanga zvino Uziya ava namasimba kudaro akatanga kuzvikudza zvikazomuparadza. Chakaitika ndechokuti haana kuva pachokwadi naTenzi, Mwari wake. Akapinda mutemberi yaTenzi kundopisa rusenzi paatari yourusenzi.

