Asa akachema kuna Tenzi, Mwari wake achiti, “Tenzi we-e! Hakuna akaita semi angabatsire panenge pasangana vane simba navasina simba kudai. Tibatsireiwo Tenzi, Mwari wedu nokuti tinovimba nemi. Tauya kuzorwisa gurusvusvu ravanhu iri muzita renyu. Imi Tenzi ndimi Mwari wedu. Regai kuti munhu akukurirei.”
Verenga chikamu 2 Nhoroondo 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Nhoroondo 14:11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo