Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Pita 5:6-8

1 Pita 5:6-8 SCLBD

Nokudaro zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba kuti nenguva yakafanira azokupembedzai zvikuru. Turirai zvinokudyai mwoyo zvose kwaari nokuti anehanya nemi. Garai makagadzikana makarindira, mhandu yenyu Satani anobvongodza kose kose seshumba inodzvova ichitsvaka waingadye.

Verenga chikamu 1 Pita 5