Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 8:28-29

Varoma 8:28-29 SNA2002

Tinoziva kuti zvinhu zvose zvinobatirana kuti zviitire zvakanaka avo vanoda Mwari, avo vakadanwa sezvaakafunga. Nokuti vaakaziva kare, ndivo vaakatemerawo kare, kuti vafanane nomufananidzo woMwanakomana wake, kuti ave dangwe pakati pehama zhinji

Verenga chikamu Varoma 8

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaroma 8:28-29