Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 8:12-14

Varoma 8:12-14 SNA2002

Naizvozvo, hama dzangu, hatina mungava nenyama, kuti tirarame netsika dzenyama. Nokuti kana muchifamba netsika dzenyama, muchafa; asi kana muchiuraya mabasa omuviri noMweya, muchararama; nokuti vose vanotungamirirwa naMweya waMwari, ndivo vana vaMwari.

Verenga chikamu Varoma 8