Madzimambo apasi nendudzi dzose dzavanhu; Machinda navatongi vose vapasi; Majaya nemhandara; Vatana navana; Ngavarumbidze zita raJehovha; Nokuti zita rake roga rakakurumbira; Umambo hwake huri kumusoro kwapasi nokudenga. Akasimudza runyanga rwavanhu vake, Kuti arumbidzwe navatsvene vake vose; Naivo vana vaIsiraeri, ivo vanhu vari pedyo naye. Hareruya!
Verenga chikamu Mapisarema 148
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 148:11-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo