Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 5:17-18

Mateu 5:17-18 SNA2002

“Musafunga kuti ndakauya kuparadza murayiro kana vaporofita, handina kuuya kuzoparadza, asi kuzadzisa. “Nokuti zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kusvikira denga napasi zvichipfuura, yota imwe kana tsanga imwe yomurayiro hazvingatongopfuuri, zvisati zvaitika zvose.

Verenga chikamu Mateu 5