Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 21:21-22

Johani 21:21-22 SNA2002

Zvino Petirosi akati achimuona, akati kuna Jesu, “Ishe, ko uyu uchaitweiko?” Jesu akati kwaari, “Kana ndikada kuti agare kusvikira ndichiuya, uneiko nazvo iwe? Unditevere iwe.”

Verenga chikamu Johani 21