Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 14:22

Jeremiya 14:22 SNA2002

Varipo here pakati pavamwari vasina maturo vavahedheni vanganisa mvura? Denga ringanisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehovha Mwari wedu? Naizvozvo tichakumirirai, nokuti ndimi makaita zvinhu izvi zvose.”

Verenga chikamu Jeremiya 14